17/03/2026
Tinotenda Mwari zvikuru,tasvitswa paMadziwa Secondary School panga pasina Scripture Union. Head welcomed Scripture Union and promised kusara vachitsvaga maAdvisors anomira nayo.We thank God for that.
Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Scripture Union mafumise high school, Mafumise high school P. bag 2043 chipinge, Harare.
17/03/2026
Tinotenda Mwari zvikuru,tasvitswa paMadziwa Secondary School panga pasina Scripture Union. Head welcomed Scripture Union and promised kusara vachitsvaga maAdvisors anomira nayo.We thank God for that.
17/03/2026
NDIKAPIHWA ZVAKARE MUKANA WEKUKURUDZIRA MATEACHERS TO PARTICIPATE IN SCRIPTURE UNION EVANGELISM AND DISCIPLESHIP.
THE LORD IS GRACIOUS!!!
17/03/2026
TINOKUDZA MWARI ZVIKURU NHASI NDAPIHWA MUKANA WEDEVOTION PAGAZA "O" PRIMARY SCHOOL DURING ASSEMBLY.
THE LORD IS GRACIOUS.
TINAMATIRE CHIKORO ICHOCHI KUTI SCRIPTURE UNION IDYARIKE,CURRENTLY THERE IS NO SCRIPTURE UNION.
17/03/2026
05/03/2026
05 MARCH 2026.
Tinokudza Mwari kuti nezuro takabudirira kuzoshanyira 2 Schools.
1 of the Schools was just for reviving S.U because it is only in this year that they have not continued S.U services.
The other one taitokumbira kuti itangwe and the School Head was very positive. We thank God for that.
New School:Chivhunze Primary School
Revived School:Chivhunze Secondary School
05/03/2026
MANHERU AKANAKA HAMA.
Tinokudza Mwari zvikuru tabudirira kushanyira maSchools 6 today.
Tikakwanisawo kuona Admin.
Of the 6 Schools,5 acho abvuma kutanga Scripture Union muzvikoro mavo.
One School ndiyo yati we shall come back to you after consulting with the SDC.
God is good.
We visited Marirangwe Secondary school,Simudza Primary,Avontour Secondary,Junction Gate Primary,Clearwater Secondary and Primary.
Marirangwe ndiyo chete yati tichadzoka kwamuri after consulting the SDC.
Tinokudza Mwari zvikuru.
04/03/2026