Khule Hungwe

Khule Hungwe Feel free to inbox me

31/05/2022

VANOITA ZVEKUTENGESA
-; USe mauswa akakukurwa nemvura from all sides of the river woisa mumvura then womwaya pazvinhu zvaunotengesa

31/05/2022

Akamuka nhumbu yaiva yavane9 months isisipo 💔💔😥😥😥 zvinoshamira 💔😥💔😥zvinotyisa

31/05/2022

This white lady is stubborn 🙄
Sometimes vamwe varungu vanoda kurohwa💔💔😥😥😥
Caption this please

31/05/2022

Murume ane mwana ari musango kana k*ti ari kurambirwa naye na mai vake vawakasiyana navo

_What to do
Chek*tanga unofanira kuva ne chokwadi chek*ti mwana ndewako kwete k*ti wekunenedzerwa.

Unokwenya mabhora ako achideedza zita remwana uya nemutupo wake uchiti ''zita'' MaNcube huyai kumba. Ndini baba vako, ropa rako, mhodzi yangu ndiri kukushevedza. Uri kwauri ikoko tsvaga nzira yekumusha kwako uuye kudzinza rako

Unogona kungoita izvi for a week and then wait for results. And thank me later.

Pastor asked married couple struggling to conceive to have s*x on the church alter, in full view of the congregation so ...
31/05/2022

Pastor asked married couple struggling to conceive to have s*x on the church alter, in full view of the congregation so that they can pray for them to conceive

31/05/2022

Khule hungwe hide my ID
Vakadzi vari muno mugroup vane varume ndauya nechiororo baba vari kuhura here usazvinetsa nok*ti tsvaga mushonga iwe unawo kare mumba mako murume paya paanobuda achienda kwausina kunzwisisa tora brugwa rake kana socks uriise pachinhu chako kunge pediso kamwe kapart kakanyuririra mukati 🤣🍆haimuki ikoko munovaona vadzoka bby unoda chii ndik*tengere nekunyara k*ti yaramba kumuka kwaaenda k*ti akudze hazvibudi veduwe ngatiitei izvi munezvakanaka kuri k*ti haumutembi k*togara wakaruma pant kana socks zuva rose nyangwe vaya vakavugirwa mainini mukaita izvi vanodzokera nok*ti kudya hapachina do this n thnk me later ❤️all women lets hv each other's backs

From my inbox

31/05/2022

Varume towanza kukukanganwai nhai kune vanofungidzira here k*t vakadzi vavo vanobuda tikande remedy yek*t paanobuda murume wacho anoshaya chiweti chacho chaakuda kudhokonya

31/05/2022

Zvinotyisa😮😮😮zvinoshamira minana

31/05/2022

KUDZINGA MUNYAMA WEKUSENGEDZWA NEVERUDZI

Tora ivhu shoma repanoungana vanhu vakavanda Tsvagazve chidhende chaunoita chekunhonga chausingazive muridzi vacho Tora coin, isa mumvura mubucket inokwana kugeza. Chiisa fresh mukaka, coin nechidhende chiya mubucket chigeza pasina sipo, wapedza usapuk*te chekupedzesira chinorasa zvose zvawageza zviya panzvimbo inofamba vanhu vakavanda zvitsikwe tsikwe

Good morning ❤️
Kana wasvika pano makisa register👍

31/05/2022

🔞
Durban Metro cop record a se*tape with a pr******te while on duty
Mashura pwmuzansi

30/05/2022

Vazhinji tinodya ma orange asi tinorasa makanda acho. Asi
makanda aya anezvakawanda zvaanobatsira pahutano hwedu.
1. Kurapa blood pressure k*ti ive normal, k*ti cholesterol ive
normal, kurapa moyo usiri kushanda zvakanaka.
Orange peels ane ma compounds anonzi nobiletin, anobatsira
kurapa. Uchida k*ti bp, cholesterol, kana heart problem ipere:
Tora orange rimwe chete worigeza. Cheka orange iri zvese
nemakanda aro kuita ma piece akawanda. Isa mupoto woisa mvura
750 ml kana inokwana cup ye tea hombe. Chibhoilisa zvose
zvakadaro kwe 5 minutes. Zvabhoila kudaro chiisa mucup yako,
usaise sugar kana chimwe chinhu. Chinwa kusvika wapedza.
Formula iyi haidi wanwa mapiritsi ebp kana blood thinning tablets
nek*ti bp yako inogona kunyanya kudzika.
Pasina nguva unonzwa bp yadzika. Unogona kushandisa mapeels
semasamba ako mazuva ese .
2. Colon cancer/ skin cancer/ breast cancer:
Ma peels ema orange anogona kubatsira kupodza colon, skin kana
breast cancer. Tora orange worigeza, Cheka quarter ye orange
wotora peel racho woritsenga zvakakwana womedza. Zvinogona
kubatsira kupedza colon, skin kana breast cancer. Ramba uchidya
mazuva ese kusvika wave kunzwa zviri nani.
3. Kunhuhwa mukanwa/ whitening teeth:
Kana une dambudziko rekunhuhwa mukanwa rinogona kupedzwa
nek*tsenga ma peels ema orange.
Uchida k*ti mazino achene, rub orange peel on ur teeth.
4 . natural skin bleaching and even skin tone.
Kukwesha kumeso nema peels ema orange kunoita k*ti skin
itsvukire uye acne ipere. Orange peels anoita k*ti tsvina iri muma
skin pores ipere. Usatanga wazora kumeso kwese, zora padika
woona k*ti skin yako haisi Ku reactor here. Kana isina ku reactor
wozora kumeso kwese.
5. Varume vane sikarudzi inoita masadza
Ma orange peels anogona kupedza dambudziko remasadza
pasikarudzi ye varume. Unotora orange peel wozora pasikarudzi
yako .
Zvakawanda zvinopedzwa nema orange peels, kwanhasi toguma paaanooo
Siya like👍 usati wainda😍

30/05/2022

Zverudo muchazvirega😥💔💔 mjolo 💔😥
zvamanjemanje mandebele arikupisa🤣
Passion Java tamirira song

Address

Rustenburg North

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
Tuesday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
Thursday 09:00 - 17:00
Friday 09:00 - 17:00
Saturday 09:00 - 17:00

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Khule Hungwe posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share

Category