Madzimai Edna Moyo

Madzimai Edna Moyo RWENDO RWEKUFA KUPONA CHIUYAI TIRANGANE Idzo hwamanda dzenyikaino dzichazorodzwa ticharidze marimba emudenga.

19/02/2022

Chiremba Chiremba Chiremba

Chiremba Chiremba Chiremba muJerusarema .πŸ™πŸ™πŸ™

19/02/2022

Makadini nemutsa vana vanoyera πŸ™

16/04/2017

Kare kare matsara vamwe.
Mufandichimuka Yeso Yeso.
Shiri yedenga muruka panyika njiva yedenga buruka panyika.

Jesu watonamata mupenyu vapostori akafa akamuka.
Mupenyu haazi mudzimu.

Eriya ndiye Jowani
Ndiyaniko akaona nguva raEriya?

15/04/2017

Ndingaende nani kwandakatumwa?
Akavimbika saMaria.
Ndini Manuwere kufa kupona.

Nhasi Saturdays majudah vari kunwa nekudya vachipembera kuuraya kwavakaita mwanakomana waMwari. Vapostori vaYeso vakasuva nekuti mambo wavo aparadzwa.

Zuva iri re Saturday ndiro rakanzi naPauro vapostori musazoungana muchiri namata. Zvikanzi mukaungana muchinamata zuva iri ndaona mashaya nhau dzekuparidzirana. Zvikanzi ndipo pandazoona makunyeperana kana kukurudzirana barika. Ndipo pemunenge makuimbirana muchiti ( ukatora mukadzi umwe chete haupinde denga, ukatora wepiri watrya, ukatora wetatu wapinda denga) uye vamwe ndopavanozotanga kurwisana.

Ndakafa ndichibaiwa pamusana pema Judah.

14/04/2017

Nyenyedzi tivhenekereiwo sezvamakaita Peter naPauro Kristu wabaiwa nemajudah.

Nhasi izuva rinosuvisa kana nengrozi kudenga dzakasuwa. Maria naJosefa havana mufaro misodzi yavo iri kuyerera. Saka zuva ranhasi harizi zuva rekuitirana minamato yemagarikwa epasi pano munotora rushambwa kungrozi.

Nhasi ndi14 April tine hama dzedu dzema church akasiyana dzakaunganira zuva iri. But isu vapostori hatimirira zuva iri risvike kasi torirangarira masvondo ose kutanga china .

Handifari ndingafare seiko Kristu wabaiwa.
Vandakatumwa navo nguva yakwana ndiperekedzeiwo ndino kone nyika.
Jeremiah Benjimani nguva yakwana ndiperekedzeiwo ndinokone nyika.

27/01/2017

Kana watevera nzira isiriyo iwe dzokorora kufunga utevere nzira yechokwadi.

Kana tichinamata tiri mumatondo temberikadhai musha wengirozi.

13/01/2017

Pamazuva aNoah Mwari vakataura nenyika

Ruvango rwemudenga ngarupenye

Ini ndini aniko ndiri kutaura?

Ini ndini Moses ndiri kutaura, ndakafamba neva Israel

Ini ndini Manuel ndiri kutaura ndakafamba nevapostori

Singing

Kuimba uku kunobudisa pachena kuti nguva yaJesu ndopakabarwa zita rekuti vapostori hakuna rimwe rakazobarwa zvakare. Ko nhau yekuzvidana kuti vaIsrael vapostori muri kuitora kupi?

Ini hangu ndoona sekuti ndiyo iri kukutumai kuparika bcz muri kuzvifananidza neIsrael. Muimba yevapostori hamuna barika.

05/01/2017

Happy new year vapostori chero vamwe venyu vachiti gore revapostori rinopera August

02/12/2016

Mbiya iye baba Jowani mbiya iye yevakatumwa mbiya iye Jowani ine mhere mhere

25/11/2016

Ifa upone unogare humambo singing

Kkkkkkk ndaseka zvangu ndega. Hamheno vanoramba kufa bcz kudenga kunoendwa nemweya wafa panyama Humambo hwekudenga hunogarwa neafa kupona. Haugarwe neasina kufa. Haugarwe nechero afa. Eish Mwari tiitireiwo nyasha tinochema nzira yekufa kupona.

19/11/2016

Mukaona rombe vatendi regerai kuriseka vatendi torai muridzidzise vatendi mweya warinaro ndewa baba .

Musatuke kana kushora avo vasingazive imi mose hamusati maziva kutonga kwedenga.
10/11/2016

Musatuke kana kushora avo vasingazive imi mose hamusati maziva kutonga kwedenga.

Address

Port Elizabeth

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Madzimai Edna Moyo posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share

Category