05/05/2026
How are you doing @
We specialise wth roofings, building, Ceiling, Tiling and all other house renovation We built n renovates
05/05/2026
How are you doing @
This is what we're talking about
Big shout-out to my newest top fans! Barbrah Chirembwe
05/10/2025
*Nyaya yandaverenga mu magazine pamusoro pehuipi hwedoro yandibata zvikuru zvekuti kubva nhasi handichafe ndakabata chinonzi magazine futi* 😂😂😂😂😂
*Muchenjerere tuvana twemazuvano*
👶 *Baba itai kuti dhangi*
👨🦰 *Nokuda kweyi*
👶 *Ndakakubirai fodya kumurume* *uya anorara Na mama kana imi musipo*
🧑🏻🦰😭😭😭🦓🦓
*👩🦰WIFE: hi hunie*
*👨🦰HUSBAND: I'm good*
*👩🦰WIFE: Uripi?*
*👨🦰HUSBAND: Ndiri mu meeting ku grafty, its tight I might be an hour or too late nhasi*
*👩🦰WIFE: Ok*
*👨🦰HUSBAND: Tiri kudiscusa about our salaries.*
*👩🦰WIFE: Usabhadhare kombi ndakagara kumashure kwako ndavapa $1, kana tadzika ndoda kutaura nemusikana wauri kudya naye pizza😳.*
😱
*I want to pray🙌 with someone right now🫵. The towel you use to wipe your tears 😭 everyday will be the towel to wipe your sweat 😓 when tired 😩 of counting money 💰❤️. Amen if you believe.🙏⛪️🛐*
fans mama Tashie
| Monday | 09:00 - 17:00 |
| Tuesday | 09:00 - 17:00 |
| Wednesday | 09:00 - 17:00 |
| Thursday | 09:00 - 17:00 |
| Friday | 09:00 - 17:00 |
| Saturday | 09:00 - 17:00 |