22/03/2026
Admin hide.
Ndiri mukadzi ane makore 24 nemwana umwechete huye ndakaroorwa. Nyaya yangu ndeiyi; ndinogara muHarare pamwechete nemurume wangu. Iye anoshanda, iniwo ndinoshanda. So this last tuesday ndiri kubasa Boss wangu from nowhere vakangoti "I want to take you out for lunch". I was surprised kuti why suddenly this gesture. I could not refuse. We went out. Handisimbotaure nyaya navo zvekudaro because kubasa hakuna asingavatye he is a strict man. We went out kuRuwa. But I was surprised tasvika ndakaona patakaenda pacho pakange pasina kunyorwa. Takapinda mukati wanike mune maSofa then the other room had a nice bed. Ini aaah ko ndekupi kuno uku. Takagara paSofa then Boss started talking. Kwanzi do you know kuti ndakabvira ndichikuchiva kare I want you to be my wife. Ndakavatarisa kumeso for the first time since mazuva ose aya aive munhu aityisa. He showed seriousness imiweee. Ndakapererwa ndobva ndatarisa pasi. Gare gare ndakaona vaswedera mudhuze neni vave kutondibata bata. Ndakavaudza kuti ummm I am not comfortable nezvamuri kuita. He then assured me kuti zvandiri kuda kukuita izvi zvinosimbisa ukama hwavo neni huye vane zvavaizoda kundiitira. But I did not like it. He insisted, going as far as telling me kuti "unoziva here kuti kune vanhu vaida kuti ndikudzinge basa vachiti uri incompetent. Ndakashamisika and he even told me names of the people that were pushing for my dismissal. Ndakabva ndapusa. Kuti ndirambe zvakandinetsa given that I was already confused. He then took me to the other room and has s*x with me.
I felt guilty. I had never done that before kuCheater on my husband.
But what made the case worse is that when I went home, face yangu was visibly shaken, I showed that I was someone disturbed zvekutodaro. My hubby asked me kuti are you ok ndikati yes dear I am. But letter akabva ati imbondipawo phone yako. NaHubby hativanzirane maPassword so he took the phone and opened it semazuva ose. I was shocked hubby achiti pane message yabva kuna Manager wako iyi, ko sei ari kunyora kuti unonaka. Ndakataridza kuvhunduka veduwee because the manager never used yo write me messages before. My hubby akapenga but ndakamurambira ndikati maybe message yarasika. He was angry and haana kuda kunzwa divi rangu. He then pushed me out of the house nezuro kwanzi imboenda kumba kwenyu umbonofara chaizvo uina Baba naMai vako.
VeDare, imba yangu yoputsika here? Please advise me.