Madam Vekumusha diaries.

Madam Vekumusha diaries. A page dedicated to sharing day to day experiences of a rural teacher οΏ½....and anything else exciting

Mamuka sei. Ndakanzi na Madam Vekumusha diaries ndisare ndichikubatai zvakanaka. Last yr vakambondisiya in charge pavaka...
10/08/2026

Mamuka sei. Ndakanzi na Madam Vekumusha diaries ndisare ndichikubatai zvakanaka. Last yr vakambondisiya in charge pavakadzoka vakati wanga uchinyanya kuposta neEnglish vanhu vanovhunduka. Nhai hamunzwe English here?πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜ƒ. Or vakajaira havo vabereki vavanoswera navo kumusha kwavo ikoko πŸ˜‚πŸ˜‚. Anyways, I'll try my best to keep you posted while your favourite teacher is sorting her issues with her phone. But I have a very busy schedule so please be patient 😍

Ndasvika pachikamu chekuzorora manje. Malessons hamusi kuda. Ndauya nenew hustle idea, phone yabva yati let's wait and s...
09/08/2026

Ndasvika pachikamu chekuzorora manje. Malessons hamusi kuda. Ndauya nenew hustle idea, phone yabva yati let's wait and see. Kuramba hayo kuita on iyo yakazara Moto. Kuti ishande yayekutoshandisa yakabairirwa papowerbank πŸ™ŒπŸ™Œ. But anytime inogona kungoti zii zvamchose cz it seems the battery is failing and dying slowly but surely 😭😭. Ndichanyengerera page admin vasare vachikutsvagirai content inonakidza in my absence. Byee my family. I'll miss you. Musazosara muchiita move on veduwee, ndichadzokaβ™₯️

Apa dzimwe Hama dzanga dzakutondikumbira Mari hanzi tipoo Mari yemalessons 😭😭😭 apa ndisina kana cent rati rauya πŸ₯±. Ndimi...
09/08/2026

Apa dzimwe Hama dzanga dzakutondikumbira Mari hanzi tipoo Mari yemalessons 😭😭😭 apa ndisina kana cent rati rauya πŸ₯±. Ndimi munosimudza mhepo imimi muchitivharisira mukana πŸ€£πŸ˜‚. Munobhowa nxaaa

Good morning. Three weeks ndichingodeedzera holiday lessons hapana kana 1 akatombobvunzawo  chero kunyepera chaiko πŸ˜‚. Ma...
09/08/2026

Good morning. Three weeks ndichingodeedzera holiday lessons hapana kana 1 akatombobvunzawo chero kunyepera chaiko πŸ˜‚. Manje Mari yacho ndiri Kuda kutoishandisa mujaya wangu form 4 Ari kuda kuendawo kuvacation lessons next week musikana mukuru akuda kudzokera kuxul new semester ikuvhurwa soon. Saka anyway zvemalessons ndasiya kwacho hamusi kuda. So ndauya nehustle nyowani: MAKOTI FOR HIRE. Incase kumusha mukunetswa nehama nenyaya yekuroora and pakuenda kumusha pakudiwa makhoti wefake πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚
1. Kuchera mvura kuborehole $5-$10 per bucket depending on distance
2. Kunotsvaga huni $20 svinga 1
3. Kutsvaira mabedrooms $15 pazuva
4. Cleaning chivanze $10 pasina miti , $20 pane mukotapeya pazuva
5. Kubika mabhodho $50 per meal
6. Kusuka $20 load
7. Kuwacha magumbeze $10 each
10. Kugezezesa vana vanatete $5 each
11. Kutsvaira nekukorobha kitchen $10
12. Kuita tsika pamberi pehama nemaintroductions $100 (bhuru)
13. Kudya ndichinyaranyara $25 per meal

NB: You provide transport to and from the location..
πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…

08/08/2026

πŸ“Œ Don't forget... 12 August grade 3 to 7 online holiday classes. Join now. Book a place for your child. WhatsApp 0716003487 for payment details and registration πŸ™. Don't be left out πŸ–ŠοΈ

08/08/2026

She's in grade 1. She's just talented and amazing. I see a bright future pana Chihera apaπŸ‘πŸ‘πŸ‘πŸ‘

Avo vane green dress vari kurasarasa maoko ndaachihera futi πŸ˜‚πŸ™Œ

When the bell rings on the last day of term and you suddenly remember that life exists outside the classroom.No lesson p...
07/08/2026

When the bell rings on the last day of term and you suddenly remember that life exists outside the classroom.
No lesson plans. No marking. No β€œMadam, may I…?” πŸ˜‚ School holidays, I welcome you with open arms! πŸ₯³
Time to breathe, reset and enjoy a little sunshine and fresh air.
πŸŒΎβ˜€οΈ Happy school holidays!
And happy chaos at home. Mastocka mafridge nemapantry here cz tuvanhu twacho tunodya chaizvo paholiday apa 😊😊

Top 10 yaMadam yafara chaizvo. Many thanks to mukoma Les masmile abuda apa haana kucheaper. Nevamwe vakashanda nesimba v...
06/08/2026

Top 10 yaMadam yafara chaizvo. Many thanks to mukoma Les masmile abuda apa haana kucheaper. Nevamwe vakashanda nesimba vemamwe maclass vawana wanawo kani πŸ₯°πŸ₯°πŸ₯°. Books, pens, pencils, crayons, rulers, sharpeners and erasers. I'm sure next term vachashanda nesimba kuti vawanewo something πŸ€πŸ€πŸ€πŸ™

Greetings from your boy Britney. Apa makarakidza kuti kana mada zvenyu nothing will stop you. The love you showed to the...
04/08/2026

Greetings from your boy Britney. Apa makarakidza kuti kana mada zvenyu nothing will stop you. The love you showed to the little boy made me shed a tear 😒. Dzikatenge dzakuudza vamwe kuclass kuti ndave mwana wamadam Mupondiwa 🀣πŸ₯°

Good morning Unfortunately, no candidate met the minimum requirements. The vacancy has been cancelled until further noti...
03/08/2026

Good morning
Unfortunately, no candidate met the minimum requirements. The vacancy has been cancelled until further notice. We apologise for any inconvenience caused.
Signed,: Management
πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

Address

62 Liverpool Road
Chester
CH21AS

Telephone

+263773553607

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Madam Vekumusha diaries. posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The School

Send a message to Madam Vekumusha diaries.:

Shortcuts

Share