30/07/2023
Vana Archbishop Ezekiel Guti pamweya. Ngatisatukane nevatadzi vanotaura zvakashata pamusoro paBaba vedu nekuda kwekuti vakaenda kunashe. Ibasa revatadzi kutadza! Isu basa redu kuvaparidzira kuti vatendeuke, kwete kutadza saivo. Ngatidzidzei kuMuranda waMwari. Aisadzosera masoko akashata kune vaimuvenga. Hatigoni kutendeutsa vanhu kana tambotukana nekusvotesana navo.
Ndangoti timbotaurawo semunhu asina kumbotaura