17/03/2026
PRAYER.
Isaiah 59:19
🙏DEAR FATHER, PLEASE RAISE A STANDARD AGAINST THOSE WHO ARISE AGAINST YOUR WILL UPON OUR LIVES.
Baba tinokutendai Mangwanani ano zvoshamisa, Mazviita henyu Baba nekutipa Mumwe mukana wekukunamatai 🤗🤗, Tinotenda neRudo neNyasha dzenyu Baba,
Mangwanani ano Ishe wamadzishe Mambo wamadzimambo , Changamire muponesi wedu, Our Creator our designer, our refuge , our very present Help in our times of needy. Baba Tauya kwamuri pane dzino nguva tine kushungurudzika kuzhinji kwazvo mukati meUpenyu hwedu, We are going through different kinds of struggles.
Tiri kutambudzwa nevavengi vedu Baba, pamwe tinopomerwa mhosva dzatisina kupara, pamwe tinovengerwa pasina, pamwe tinotambudzirwa pasina.
Tinosimudzirwa mhepo yakaipa kuti itishaise Rugare in each and every area of our lives.
Dzimwe mhepo dzinosimudzwa kuti dziparadze ma marriages edu😭😭😭, dzimwe dzinosimudzwa kuti tisakunamatai Baba tive venyika ino, dzimwe dzinosimudzwa kuti tishaiwe mbereko, tishaiwe chatingabatawo muupenyu hwazvino, tirarame hurombe husingabvi kwamuri, tishaiwe mabasa chaiwo ekushandira mhuri dzamakatipa, dzimwe mhepo dzinosimudzwa kuti vana vedu vapuse, Mhepo dziri kusimudzwa zvakasiyana siyana kubva kumuzinda yevavengi vedu😭😭😭.
Baba tinoziva kuti muriko kumusoro ku Denga Uye shoko renyu rinotiuudza kuti makatikundira Hondo dzese idzi pa Calvary. Makarwa neropa nenyama yenyu kuti zvinorongwa zvewakaipa against our lives zvishaiwe Simba. Baba tinotenda kushoko renyu, tinomira neshoko renyu nekuti rinotaura chokwadi. Baba tave kukumbira SIMBA REMUCHINJIKWA WENYU NGARICHISUNDA WHATEVER THE ENEMY IS PLANNING AND PLOTTING AGAINST US YOUR CHILDREN. ALL EVIL WINDS AND STORMS ZVINOSIMUDZWA KUBVA KUMA SHRINES NEKUMA TERRITORY EVAVENGI VEDU BABA NGAZVISUNDWE ZVESE ZVICHISHAISWA SIMBA.
Baba itai zvamakaita pa Red Sea gore Riya makasunda neSimba renyu, You raised a standard against Pharaohs evil Army yakanga yatevera vana venyu on their way to the promised land, makaisunda Baba zvikawira mumvura zvikaparara imomo, vana venyu vakakunda vakaenderera mberi nerwendo.
Tiripo Nhasi Baba isu vana venyu, wakaipa arikuzama chose kuti tisaenda mberi , tisararame upenyu hwamakatitarira kare, Tisabata chinobatika, Baba ndizvo zvatisimudza kuti titsike pamberi peChigaro chenyu Mangwanani ano.
FATHER WE CRY AS YOUR DEAR CHILDREN 😭😭😭. PLEASE PLEASE FATHER, RAISE A STANDARD AGAINST OUR ENEMIES AND THE DESIRES OF THEIR HEARTS UPON OUR LIVES. VANOSHUVIRA KUTI DAI TATAMBURA, DAI TASIYA MISHA TAGARA KUMARINDA SA LEGION 😭😭😭,
BABA HONAI WO ZVATIRIKUITWA. TIRWIREI BABA NEMUCHINJIKWA WENYU. VHARAI NZIRA DZOSE WAKAIPA ASATIKURIRA BABA.
BABA SVINURIRAI SHOKO RENYU 🔥🔥🔥🔥 NGARIZADZISWE UPON OUR LIVES. VANOTITAMBUDZA NGAVASANGANE NESIMBA RENYU, NGAVAONE UKURU HWENYU SEZVAMAKAITA KUNA KING NEBUCHADNEZZAR, MAKAMURATIDZA SIMBA RENYU KUTI MURI MWARI UYE HAKUNA ZVE RIMWE SIMBA RINOKUNDA SIMBA RENYU 🔥🔥🔥🔥🔥,
THANK YOU FATHER, WE BELIEVE THAT WHATEVER WE PRAY FOR WE HAVE RECEIVED IT, AND IT SHALL BE OURS.
BABA TINOKUONGAI ZVEDU MANGWANANI ANO UYE TINOVIMBA NEMI HAMUTIRASISI.
AMEN.
📖Isaiah 59:19 KJV
[19] So shall they fear the name of the LORD from the west, and his glory from the rising of the sun. When the enemy shall come in like a flood, the Spirit of the LORD shall lift up a standard against him.