24/08/2026
๐ฆโ๏ธ๐
๐ก๐ญ๐๐ฅ๐ ๐ฌ๐๐ญ๐จ๐ฉ๐ โ ๐ก๐ญ๐๐ฅ๐ ๐ฌ๐๐๐๐ก๐๐
Ko kana Denga rine nzira, ndiani akagadzira nzira iyi?
Ko kana Zuva richifamba munzira iyi, ndiani akaronga mufambiro waro?
๐ญ๐๐ถ๐ป๐ผ๐๐ต๐ฎ๐บ๐ถ๐๐ฎ.
๐ญ๐๐ถ๐ป๐ผ๐๐ต๐ฎ๐บ๐ถ๐๐ฎ ๐๐๐ถ๐ธ๐๐ฟ๐.
Munhu anogona kuziva nzira yekuJerusarema repasi pano.
Anogona kuziva nzira yekumba kwake.
Anogona kuziva nzira yekuHarare, Bulawayo kana Masvingo.
Asi Shumba inobvunza:
๐๐ข ๐ก๐ญ๐๐ฅ๐ ๐ฌ๐๐๐จ๐๐๐ฅ๐จ๐ฆ๐๐ฅ๐๐ ๐ ๐ฅ๐๐๐จ๐ ๐๐ง๐๐ก๐๐ ๐ง๐๐ก๐ข๐๐ญ๐๐ฉ๐ ๐๐๐ฅ๐?
Tinotaura zvakawanda pamusoro peDenga.
Tinoparidza pamusoro peDenga.
Tinonamata tichitarisa kuDenga.
Asi tinomboedza here kudzidza Denga ratiri kutaura nezvaro?
Zuva harina kuberekwa nhasi.
Madzibaba edu akariona.
Madzibaba avo akariona.
Zvizvarwa zvakauya zvikapfuura Zuva richiripo.
Uye isuwo takaberekwa tikariwana richifamba.
๐ญ๐๐ ๐๐๐๐ช๐, ๐ก๐ฌ๐๐ง๐ฆ๐ข๐ง๐๐๐ฅ๐๐ฅ๐.
Hausi kungotarisa rwendo urwu.
๐จ๐ฅ๐ ๐ ๐จ๐๐๐ง๐ ๐ ๐๐ฅ๐ช๐๐ก๐๐ข.
Isu tiri vaKaranga.
Mumutauro netsika dzedu, Shumba inofarira mufananidzo wekuti tiri vana veZuva.
Saka Shumba inoti:
โ๏ธ ๐ง๐๐ก๐ข๐๐๐ ๐๐ ๐ก๐๐ญ๐จ๐ฉ๐.
Earth inotenderera Zuva, uye isu tiri paEarth. Saka isu, dzimba dzedu, maguta edu nezvose zviri paEarth zvinofamba pamwe chete neEarth mukati meSolar System.
Solar System yacho pachayo iri kufambawo nemuchadenga.
Saka munhu haasi kungogara pasi.
๐ง๐๐ฅ๐ ๐ฉ๐๐๐๐ ๐๐.
โ๏ธ ๐ง๐๐ก๐ข๐๐๐ ๐๐ ๐ก๐๐ญ๐จ๐ฉ๐.
Pawakaberekwa, Zuva raiva pane imwe nzvimbo munzira yaro yegore.
Nhasi, uri kurarama, Zuva riri pane imwe nzvimbo.
Mangwana richange rava pane imwe.
Uye rimwe zuva rufu ruchauya.
Rufu harubvunze kuti wagadzirira here.
Harubvunze kuti uri mupfumi here.
Harubvunze kuti une vana here.
Harubvunze kuti uchiri nezvirongwa here.
๐ฅ๐จ๐๐จ ๐ฅ๐จ๐ก๐ข๐ก๐๐ข๐ฆ๐ฉ๐๐๐.
Asi kana munhu afa...
๐ญ๐จ๐ฉ๐ ๐๐๐ฅ๐๐๐.
๐ก๐๐จ๐ฉ๐ ๐๐๐๐ ๐๐ฅ๐.
๐๐๐ก๐๐ ๐๐๐ฅ๐๐ ๐๐ฅ๐.
Rwendo rwemuchadenga runopfuurira.
๐ญ๐๐ถ๐ป๐ผ๐๐ต๐ฎ๐บ๐ถ๐๐ฎ.
๐ญ๐๐ถ๐ป๐ผ๐๐ต๐ฎ๐บ๐ถ๐๐ฎ ๐๐๐ถ๐ธ๐๐ฟ๐.
Vamwe vanhu vakaberekwa Zuva richionekwa munzvimbo yedenga yatinosanganisa neMombe.
Vamwe vakaberekwa panguva yeMapatya.
Vamwe vakafira panguva yeGakanje.
Vamwe vakafira panguva yeShumba.
Vamwe vachaberekwa mwedzi uno.
Uye vamwe vachafa mwedzi uno.
๐ง๐ข๐ฆ๐ ๐ง๐๐ก๐ข๐ฆ๐๐ก๐๐๐ก๐ ๐ก๐๐ก๐๐จ๐ฉ๐ ๐ง๐๐ฅ๐ ๐ฃ๐๐ก๐ ๐๐ ๐ช๐ ๐ก๐ญ๐ฉ๐๐ ๐๐ข ๐ ๐จ๐ฅ๐ช๐๐ก๐๐ข.
Asi ndipo panotanga mubvunzo mukuru weShumba.
Kana rufu rwamisa rwendo rwemuviri...
๐ฅ๐ช๐จ๐ก๐๐ก๐๐ ๐ฅ๐ช๐๐ ๐๐ฆ๐๐ช๐ข ๐๐๐ฅ๐ ๐ฅ๐ช๐๐ก๐๐ข ๐ฅ๐ช๐๐ ๐ช๐๐ฌ๐?
Shumba haizivi.
๐ฆ๐ต๐๐บ๐ฏ๐ฎ ๐ถ๐ฟ๐ถ ๐ธ๐๐ป๐ด๐ผ๐ฏ๐๐๐ป๐๐ฎ.
Kana kuberekwa zvakare kuri chokwadi...
๐ ๐จ๐๐ ๐๐ก๐ข๐๐ญ๐ข๐๐๐ฅ๐ ๐ฃ๐๐ฃ๐ ๐ ๐จ๐ก๐ญ๐๐ฅ๐?
Munhu angafa ari muimba yeShumba, ozoberekwa mune imwe imba here?
Kana kuti munhu angadzokera panzvimbo yaakasiya, otangazve paakasiyira?
๐ฆ๐๐จ๐ ๐๐ ๐๐๐๐ญ๐๐ฉ๐.
๐ฆ๐๐จ๐ ๐๐ ๐๐ฅ๐ ๐๐จ๐ก๐๐ข๐๐ฉ๐จ๐ก๐ญ๐.
๐ญ๐๐ถ๐ป๐ผ๐๐ต๐ฎ๐บ๐ถ๐๐ฎ.
๐ญ๐๐ถ๐ป๐ผ๐๐ต๐ฎ๐บ๐ถ๐๐ฎ ๐๐๐ถ๐ธ๐๐ฟ๐.
Asi kana paine rwendo rwemweya runopfuurira mushure merufu, Shumba inobvunza zvakare:
๐๐๐ญ๐ฉ๐๐ก๐๐๐ฉ๐ ๐๐จ๐๐๐๐ก๐๐๐ฅ๐ ๐๐๐ฅ๐ ๐๐จ๐๐ญ๐๐๐ญ๐ ๐ก๐ญ๐๐ฅ๐ ๐จ๐๐๐๐ฅ๐ ๐ ๐จ๐ฃ๐๐ก๐ฌ๐จ?
Dzidza uchine maziso ekuona.
Dzidza uchine muromo wekubvunza.
Dzidza uchine vakuru vekutaura navo.
Dzidza uchine shamwari dzekukurukura nadzo.
Dzidza uchine vamwe vafambi parutivi pako.
Nokuti zviri nani kudzidza mugwagwa ๐จ๐๐๐๐ก๐ ๐ฉ๐๐ ๐ช๐ ๐ฉ๐๐๐จ๐๐๐ ๐๐ ๐ก๐๐ฉ๐ข, pane kuzotanga kutsvaga nzira zuva raunofa wava wega.
Pamwe ndipo pakabva nyaya dzekare dzemweya inodzungaira.
Pamwe kwete.
Pamwe pfungwa ye โmweya wakarasikaโ inomirira mufambi asingazivi kwaari kuenda.
Pamwe hazvina kudaro.
๐ฆ๐๐จ๐ ๐๐ ๐๐๐๐ฆ๐ ๐๐จ๐ง๐ ๐ก๐๐๐ญ๐ฉ๐ข.
๐ฆ๐๐จ๐ ๐๐ ๐๐๐๐ฆ๐ ๐๐จ๐ง๐ ๐๐๐ญ๐ฉ๐๐ฆ๐๐ญ๐ฉ๐ข.
๐ฆ๐๐จ๐ ๐๐ ๐๐๐๐ญ๐๐ฉ๐.
๐ฆ๐๐จ๐ ๐๐ ๐๐ฅ๐ ๐๐จ๐ก๐๐ข๐๐ฉ๐จ๐ก๐ญ๐.
Asi mubvunzo wacho wakakosha:
๐๐๐ก๐ ๐ฅ๐ช๐๐ก๐๐ข ๐ฅ๐จ๐๐๐๐ฅ๐๐ฃ๐ข, ๐จ๐ก๐ข๐ญ๐๐ฉ๐ ๐ก๐ญ๐๐ฅ๐ ๐๐๐ฅ๐?
๐ฆโ๏ธ๐
Shumba inotarisa kumatenga yobva yafunga nezveJerusarema rakaonekwa naJohane muna Zvakazarurwa 21 โ guta rinotsanangurwa riine masuwo gumi nemaviri.
Zvino Shumba haimhanyi kuti iti zvese zvatiri kuona mudenga ndizvo zvakatsanangurwa naJohane.
Kwete.
Shumba inoti:
๐ง๐๐ฅ๐๐ฆ๐๐.
๐๐๐๐ฅ๐๐๐๐๐๐ญ๐๐.
๐๐ญ๐๐๐ญ๐๐.
๐๐ฉ๐จ๐ก๐ญ๐๐.
Nokuti kuona chinhu hakusi kuchinzwisisa.
Uye kuchinzwisisa hakusi kuchiratidza kuti fungidziro yedu ndeyechokwadi.
Asi munhu asingambotarisi...
haatombotangi kudzidza.
โ๏ธ ๐ก๐ญ๐๐ฅ๐ ๐ฌ๐๐ญ๐จ๐ฉ๐.
Takaberekwa tiri munzira.
Tiri kurarama tiri munzira.
Tichafa tiri munzira.
Vakauya pamberi pedu vakawana Zuva richifamba.
Isu takariwana richifamba.
Vachauya shure kwedu vachariwana richifamba.
๐๐๐ก๐ ๐ ๐จ๐ก๐๐จ ๐๐๐, ๐ญ๐จ๐ฉ๐ ๐๐๐ฅ๐๐๐.
๐ก๐๐จ๐ฉ๐ ๐๐๐๐ ๐๐ฅ๐.
Saka usangobvunza kuti:
๐ก๐๐๐ฅ๐ ๐๐จ๐ฃ๐ ๐ฃ๐๐ก๐ฌ๐๐๐?
Bvunzawo kuti:
๐ก๐๐๐ฅ๐ ๐๐จ๐ฃ๐ ๐ ๐จ๐ก๐๐จ๐ฉ๐?
๐ก๐๐๐ฅ๐ ๐ฃ๐๐ฃ๐ ๐ฃ๐๐ฅ๐ช๐๐ก๐๐ข?
๐จ๐ฌ๐ ๐๐๐ก๐ ๐ฅ๐จ๐๐จ ๐ฅ๐จ๐ฆ๐๐ฅ๐ ๐ ๐จ๐๐จ๐ ๐ข ๐ช๐๐ญ๐ฉ๐ข๐ฆ๐, ๐ก๐๐๐ก๐ข๐ญ๐๐ฉ๐ ๐๐๐ฅ๐ ๐ก๐ญ๐๐ฅ๐ ๐ฌ๐๐ก๐๐๐ฅ๐ ๐๐จ๐๐๐ ๐๐?
Shumba haikuudzi zvekutenda.
Shumba inoti:
๐ง๐๐ฅ๐๐ฆ๐ ๐๐๐ก๐๐.
๐ง๐๐ฅ๐๐ฆ๐ ๐ญ๐จ๐ฉ๐.
๐๐๐๐ฅ๐๐๐๐๐๐ญ๐ ๐ก๐๐จ๐ฉ๐.
๐จ๐ฌ๐ ๐ญ๐ฉ๐๐๐ฉ๐จ๐ก๐ญ๐.
Nokuti iwe hausi kungotarisa mufambi.
๐๐ช๐ ๐จ๐ฅ๐ ๐ ๐จ๐๐๐ง๐ ๐ ๐๐ฅ๐ช๐๐ก๐๐ข.
โ๏ธ ๐ง๐๐ก๐ข๐๐๐ ๐๐ ๐ก๐๐ญ๐จ๐ฉ๐.
โ๏ธ ๐ก๐ญ๐๐ฅ๐ ๐ฌ๐๐ญ๐จ๐ฉ๐.
โ๏ธ ๐ก๐ญ๐๐ฅ๐ ๐ฌ๐๐๐๐ก๐๐.
๐ญ๐๐ถ๐ป๐ผ๐๐ต๐ฎ๐บ๐ถ๐๐ฎ.
๐ญ๐๐ถ๐ป๐ผ๐๐ต๐ฎ๐บ๐ถ๐๐ฎ ๐๐๐ถ๐ธ๐๐ฟ๐.
๐ฆโ๏ธ๐
๐๐๐๐ฆ๐๐ ๐ญ๐ด๐ฐ๐ญ
๐ฆโ๏ธ๐